Munamato Wemanheru

Muzita raBaba nereMwanankomana naMweya Musande Amen.

Baba vangu ndinotendachose mandichengeta nokundisesedzakose kwandaswera zvino ndinokumbirakuvatazvakanakandiri mumaoko enyu vhenekeraimoyo wangu kt ndione kukutadziraikwandaitanhasi ndipeiwo kupfidzanomoyo wose............ .

Kurangarira matadzo....,

Kupfidza....

Yesu Mambo wangu makandifira pachipiyaniso. Ndichitarira Chipiyaniso ndinoda kurega kutadzachose. Yesu wangu ndiregerereiwo. Ndinokumbirakuti Mundinzwirewo tsitsi. Handidi kukutadziraipakare.

Amen.

Mariya Musandena Yosefe musandenemi Vasandevosezvikuru hama dzangu dziri kuna Mwari ndikumbirireiwo kuti ndidzvivirirweusiku hwuno kurutadzo nezvakaipazvose..

Angere wangu makanakamakaitwa Muchengeti wangu na Mwari garai neni..MweyayaVatenderivakafa ngaizorore murugare netsitsi dza Mwari....

Amen.

Mwoyo vaYesu waMwari....Mwoyo vaYesu waMwari, pindurai vatadzi, nunurai vanofa, buritsai mweyairi muPurugatorio. Yesu wangu makanakisa, ndidavirei, Kwazivai mununuriwangu. Mwariwangu, ndinozivandinofa, asi handizivi riniko, handizivi kupiko, handizivi seiko, asi ndinozivakuti kana ndikafanorutadzo runouraya ndicharasirwa kumoto muzhinji. Mwoyo waYesu waMwari, kunemi ndinotarisira graciarerufu rwakanaka, kuti ndife ndichishamwaridzananemi misi isingaperi.

Amen.